C

From Wikipedia
Latin letter C (small cap as small form).svg
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi anoshandiswa arimuraya ra /C/
Mitauro ye kudzvanya
Cw Cc (kureva Ch) Ccw (kureva Chw)
Gc Gcw
Nc Ncw Ngc Ngcw
Mc

C ibhii rechitatu muduramazwi. Rinonbva kuBumbiro reMabhi reChiratini, rakabva kuBumbiro reMabhi eChigiriki, uye rinoshandiswa wo mukunyora mumitauro zhinji pasirose, asi harishandiswe muChishona shona pacharo. Bhii ra C rinowanikwa mumitauro zhinji ye Chibantu, senge Chindebele rinoshandiswa se bhii rekudzvanya.

Panoshandiswa C muchishona rinoshandiswa pamwe chete na 'H' - ch, saka mubumbiro remabhii eChishona (phonetically) bhii ra C hayiwanikwi.

Mashandisirwo a-C[chinja | edit source]

  • ncenga
  • cela

Mabhi eChishona[chinja | edit source]

tarisai futi: Mabhi eChishona