Nyaya
Jump to navigation
Jump to search
Nyaya (story) zvinoreva mashoko anotaurwa achirondedzera maitikiro ezvinhu. Nyaya inogona kuva nhoroondo yechokwadi yakaitika kana ngano yakarukwa nemunhu sezvinoita vamwe vanyori vemabhuku.