Keruro ye chiN'Ko
N'Ko
ߒߞߏ | |
---|---|
Mhando ye Keruro | Bumbiro re mabhi |
Musiki | Solomana Kante |
Mukowo we nguva | 1949–ikozvino |
Rudzivo | Keruro ye kurudyi-kuruboshwe |
Mitauro | N'Ko, |
ISO 15924 | |
ISO 15924 | Nkoo, 165 , N’Ko |
Yunikhodhi | |
Yunikhodhi alias | NKo |
Renji ye yunikhodhi | U+07C0–U+07FF |
N'Ko (Chin'ko:ߒߞߏ ) ikeruro yakagadzirwa na Solomana Kante muna 1949, senzira yekunyora mitauro yeMandin'i yekuMadokero eAfurika.[1][2] Shoko rekuti N'Ko, zvinoreva kuti Ndoti/Ndinoti mumitauro yese ye chiMandin'i, rinoshandiswa wo se keruro yekunyoresa yeMandin'i mumagwaro akanyorwa ne N'Ko.
Keruro iyi ine zvakafanana neeChiarabhu, kunyanya rudzivo hwaro (kurudyi-kuruboshwe) uye mabhii akabatana pazasi. Yakazosiyana ne Chiarabhu, nekuti mukunyora inofanhirwa kumakwa inzwi ne manzvovera. Manzwi eN'Ko anomakwa se madhiyakiriti (diacritics), nenzira yakafanana nekumakwa kwemamwe manzvovera muChiarabhu.
Mabhii[chinja | edit source]
The N'Ko script is written from right to left, with letters being connected to one another.
Keruro ye chiN'Ko inonyorwa kubva kurudyi kuenda kuruboshwe, ine mabhii akabatanidzwa kune rimwe nerimwe.
Manzvovera[chinja | edit source]
ɔ | o | u | ɛ | i | e | a |
---|---|---|---|---|---|---|
ߐ | ߏ | ߎ | ߍ | ߌ | ߋ | ߊ |
Manzvanyira[chinja | edit source]
r | t | d | t͡ʃ
(ch) |
d͡ʒ
(dz) |
p | b |
---|---|---|---|---|---|---|
ߙ | ߕ | ߘ | ߗ | ߖ | ߔ | ߓ |
m | gb | l | k | f | s | rr |
ߡ | ߜ | ߟ | ߞ | ߝ | ߛ | ߚ |
ŋ
(n') |
h | j | w | n | ɲ
(ny) | |
ߒ | ߤ | ߦ | ߥ | ߣ | ߢ | |
Manzwi[chinja | edit source]
N'Ko inoshandisa mamaki edhiyakiriti 7 ekuratidza inzwi uye kureba kwenzvovera. Pamwe chete ne manzvovera asina chinhu, N'Ko inosiyanisa manzwi mana: rakakwira, rakadeerera, rinokwira, uye rinodonha; uye kureba kwe manzvovera maviri: refu uye pfupi. Zviratidzo zvisina kunyorwa zvinoratidza manzvovera mapfupi, anodzika.
rakawira | rakadeerera | rinokwira | rinodonha | |
---|---|---|---|---|
pfupi | ߫ | ߬ | ߭ | |
refu | ߯ | ߰ | ߱ | ߮ |
Manumeri[chinja | edit source]
0 | 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 |
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
߀ | ߁ | ߂ | ߃ | ߄ | ߅ | ߆ | ߇ | ߈ | ߉ |
Mabviro eruzivo[chinja | edit source]
- ↑ Eberhard, David; Simons, Gary; Fennig, Charles, eds. (2019). "N'ko". Ethnoloque. Retrieved June 12, 2019.
- ↑ Oyler, Dianne (Spring 2002). "Re-Inventing Oral Tradition: The Modern Epic of Souleymane Kanté". Research in African Literatures. 33 (1): 75–93. doi:10.1353/ral.2002.0034. JSTOR 3820930. OCLC 57936283. S2CID 162339606.
- ↑ Tarisai peji rinonzi kunyora