2022

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Mileniyamu Mileniyamu ye Chitatu
Mazanagore: Zanagore 20 * Zanagore 21 * Zanagore 22
Madhekhedhi: Ma2000- Ma2010 - Ma2020 - Ma2030 - Ma2040
Makore: 2019 - 2020 - 2021 - 2022 - 2023 - 2024 - 2025

2022 (sn. zviuru zviri namakumi maviri nembiri) igore razvino, uye iGore rakatanga pamusi waMugovera weKarenda ya Gregori, gore ra2022 re Zera riNjee (Common Era) uye Ano Dhomini (AD), gore rechi-22 reMileniyamu ye chi-3 ne Zanagore 21, uye gore rechitatu re dhekedhi re makore echi2020.

Mubatanidzwa we Nyika Pasirose wakazivisa muna2022 se Gore reUdandiranyika reArtisanal Fisheries ne Aquaculture, Gore reUdandiranyika rweSainzi dziri Basic dze Sustainable Development, Gore reUdandiranyika reSustainable Mountain Development, uye Gore reUdandiranyika rweGirazi.

Muna Kukadzi, Rhashiya yakatanga kuimvedha Yukureniya izvo zvakakonzera kushorwa nePasirose uye zvirango (sanctions), kutamiswa kwevanhu vanopfuura 2.5 mamirioni eMayukureniya uye mhirizhonga yakakura kwazvo muYuropu kubva Hondo Yepasirore Yechipiri.

Zviitiko[chinja | edit source]

Ndira[chinja | edit source]

Ndira 1 - The Regional Comprehensive Economic Partnership, nzvimbo huru yekutengeserana pachena pasi rose, inotanga kushanda kuOstireriya, Bhurenei, Kambodhiya, Chayina, Japani, Laosi, Nyuzilendi, Singapore, Tailendi ne Vhiyetinamu.[1]

Ndira 2 -

  • Abdalla Hamdok anosiya basa seMutungamiriri weSudan pakati pekuratidzira kunouraya.[2]
  • Kusagadzikana kwe2022 kuKazakh kunotanga nekuda kwekukwira kwemitengo yemafuta.[3]

Ndira 4 - Chayina, Furanzi, Rhashiya, United Kingdom ne Amerika - nhengo shanu dzechigarire dze Security Council ye Mubatanidzwa weNyika Pasirore - dzinopa chirevo chisingawanikwe chakabatana chinosimbisa kuti "hondo yenyukireya haigone kuhwina uye haifanirwe kurwiwa."[4]

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. https://www.scmp.com/economy/global-economy/article/3161707/what-rcep-worlds-largest-free-trade-deal-under-way
  2. https://www.cnn.com/2022/01/02/world/sudan-protest-killed-anti-coup-security-forces/index.html
  3. https://eurasianet.org/kazakhstan-gas-price-hike-fuels-zhanaozen-protests
  4. https://www.smh.com.au/world/europe/no-one-can-win-a-nuclear-war-superpowers-release-rare-joint-statement-20220104-p59lmf.html