Hwewa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Mvura ichinaya
mwaka we sinu

Hwewa[1] (ku Chingezi: weather) kana Hwehwa uye Hewa ishanduko inoitika mugute romweya zuva-ne-zuva kana hora-ne-hora. Hwewa inosanganisa mhepo, mheni, dutu, maharikeni, matonadho, kunaya, vhuramahwe, sinu (kana sinoo)[2] uye nezvimwe wo. Simba rinovabva kuzuva rino afekita hwewa futi. Kwameti inotiudza mhando ye hwewa kunyanya zvinoitika munguva dzakasiyana mugore. Shanduko dzehwewa dzinoshanura mood ne hupenyu hwedu. Zvichienderana ne hwewa vanhu vanopfeka hembe dzakasiyama uye vanoita zvinhu zvakasiyana sekushambira. Vanhu vanosarudza chikafu shakasiyana zvienderana ne mwaka.

Mastesheni e hwewa mumapoterero enyika anopima zvisiyanwa zvezvikamu zvehwewa. Nzira dzekupima hewa isipidhi ye mhepo, rudzivo hwe mhepo, hujoto ne hunyonhi. Vanhu vanozama kushandisa zvipimo iziv kuforokasta hwewa ye mberi. Vanhu ava masaindisti anonzi meteorologists. Vanoshandisa makombiyuta kuwaka masvomhu makuru e mamodheo kuteera matirendi ehwewa.

Hwewa iri sevhiya ingogona kukwadza vanhu nenhumbi. Hwewa dziri sevhiya dzinosangisa:

  • Tropical cyclones
  • Drought
  • Heat waves
  • Tonadho

Hwewa muAfurika[chinja | edit source]

Tarisai peji rekuit: Kiraimeti ye Afurika

Mamwe mapeji ekutarisa[chinja | edit source]

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. Vashona, 30 Chikunguru 2015, 'hwewa - weather'
  2. 2.0 2.1 Vashona, 28 Zvita 2018, "sinoo - snow"