Kutsikisa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti kutsikisa riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi printing kuEnglish.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaVenda vanoti kukandisa (v. printing; publish books).
  • VaVenda vanoti mukandisi kana mugandisi (n. printer; publisher).
  • VaVenda vanoti khandiso (n. print). Mamwe mazwi: mugandiso (n. Print).