Libya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
ليبيا
Lībyā
Libya
Flag of Libya.svg Seal of the National Transitional Council (Libya).svg
Libya (orthographic projection).svg

Libya inyika iri kumaodzanyemba kweAfrica. Nyika yeLibya yakakombwa negungwa Mediterranean riri kumaodzanyemba, Egypt iri kumabvazuva, Sudan iri kumabvazuva kwadziva kuchambembe, Chad neNiger dziri kuchamhembe, uye Algeria neTunisia dziri kumadokero. Nyika yeLibya ndiyo yegumi nenomwe pahukuru kwenharaunda; Libya ine nharaunda yakakura mamiriyoni 1.8 eskweya rekiromita.

Gutaguru reLibya rinonzi Tripoli rine hugari hwevanhu mamiriyoni 1.7 nyika yese ine hugari hwevanhu mamiriyoni 6.4 chete. Pahupfumi hwemandayebwe Libya ndiyo yegumi (10th) pahupfumi hunozivikanwa, uye ndiyo yegumi nenomwe pakuburitsa mafutarubwe.